1Ringtone › Ringtones › Juzi Ringtone › Download
Wait in queue for 5s for download Juzi Ringtone to begin
Downloading...
Juzi Ringtone
How to set ringtone?

Once you’ve downloaded, you can set it as your phone’s default ringtone or set individual ringtones for contacts. There are two ways to set a custom ringtone on an Android phone:

1. Download 1ringtone app and change your ringtone in profile section.

2. Set a custom ringtone in your mobile phone Settings. Download the ringtone you like; open "Settings" -> "Sounds" ->"Ringtone"; change the ringtone in ease.

20
@Vanessa
641
Usanetseke I'll be fine It's just a matter of time Chete chete ko handi ndizvo zvawakada Plus kudzidza hakumbopere Mwari anenge ane chinangwa Chigumbu handina asi ndichiri ndakatsamwa Ungandirova zigumegi, believe Kuita kundi dhomotsa you played, deceive Wakandirakidza zveshuwa kuti uri mwana wa Eva Ndine maghost ari kunditsoma kumba kwedu saka Dzoka utore juzi rako rawakanganwa Ndikaritarira ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu Ndikadzitarira ndoshaya rugare (ndoshaya rugare) Wakati ukuda attention I gave you the shit I'm broke from all the dreams that you were selling me Uri mboko yemunhu I felt I should tell you this But nyangwe zvazvo hatisi ma enemies Zvakare ndezvakare ngatimbozvisiye Zverudo zvacho taimboizviitirei? Ko dai wakandiudza kuti haudi waibvei? Now chandokumbira kuti Utore juzi rako rawakanganwa Ndikaritaria ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe Ndikadzitarira ndoshaya rugare Utore juzi rako rawakanganwa Ndikaritarira ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu Ndikadzitarira (F-futronic) Zvichimboitirwei? Zverudo zvacho Taizviitirei Zvichimboitirwei? Zverudo zvacho taizvi- Dzoka utore juzi rako rawakanganwa Ndikaritaria ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe Ndikadzitarira ndosaya rugare Utore juzi rako rawakanganwa Ndikaritarira ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe Ndikadzitarira ndosaya rugare

X

#1 Ringtone App - Free Ringtones Download

logo
Login with Google Login with Facebook

By joining, you agree to Terms of Service and Privacy Policy

Upload content

You can upload MP3, WAV, M4A, OGG, M4R, ACC format files.

By selecting 'Upload' you are representing that this item is not obscene and does not otherwise violate Terms of Service ,and that you own all copyrights to this item or have express permission from the copyright owner(s) to upload it.

Before uploading, please read our Privacy.