Home › Ringtones › Chiri Nani - Oliver Mtukudzi

Chiri Nani - Oliver Mtukudzi

free ringtone for iPhone & Android phones

@Roxane
326
20 Sec

Chiri Nani - song lyrics

Wotokumbira muridzi mununúna (kumbira)
Ungatokumbira varidzi chete (kumbira)
Kuvhima masango anorura
Unotokumbira muridzi mununúna (kumbira)
Kuvhima masango anorura aya
Unotokumbira muridzi ndeha (kumbira)

Wotokumbira muridzi (kumbira)
Unotokumbira muridzi muzukuru (kumbira)
Kuvhima masango anorura aya
Unotokumbira muridzi muzukuru (kumbira)
Kuvhima masango anorura iwe
Unotokumbira muridzi ndeha (kumbira)
Michero yesango unotokumbira muridzi mununúna (kumbira)
Mhuka dzesango unotokumbira muridzi hona (kumbira)

Ehe chino nechino aiwa ndechangu
Aripano anoti mwana ndewangu uyu
Neasina kuwanikwa hunzi murume ndewangu
Hapana chisina muridzi (kumbira)

Koo chiri nani kupinda chimwe chiiko
(Chiri nani kupinda chimwe)
Hakuna chisikwa chiri nani chiri nani kupinda chimwe
(Chiri nani kupinda chimwe)
Eheee chiri nani chiri nani kupinda chimwe chiiko
(Chiri nani kupinda chimwe)
Maihweee chiri nani chiri nani kupinda chimwe hakunaba
(Chiri nani kupinda chimwe)

Hakuna chisikwa chiri nani kupinda chimwe
(Chiri nani kupinda chimwe)
Hakuna chisikwa chiri nani chiri nani kupinda chimwe iye
(Chiri nani kupinda chimwe)
Eheee chiri nani chiri nani kupinda chimwe chiiko
(Chiri nani kupinda chimwe)
Maihweeee chiri nani chiri nani kupinda chimwe hakunabaiwe
(Chiri nani kupinda chimwe)

Unokuvara iwe
Chavhiringa ndoenda kune ndoro maiwe
Ndoenda chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Chavhiringa ndoenda kune ndoro hoiyere
Kumusha chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Chavhiringa ndoenda kune ndoro wee kune ndoro

Weee kune ndoro
Chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
Chavhiringa ndoenda hwee kune ndoro wee kune ndoro wee
Chavhiringa ndoenda ndinenge mbwende
(Ndinenge mbwende, ndinenge mbwende, ndinenge mbwende
Ndinenge mbwende, ndinenge mbwende, ndinenge mbwende
Kuzenge mbwende ndinenge mbwende, ndinenge mbwende
Ndinenge mbwende ndinenge mbwende, ndinenge mbwende
Kuzenge mbwende ndinenge mbwende, ndinenge mbwende
Ndinenge mbwende

Hoo ndoenda paurendo, paurendo, paurendo
Ini ndoyenda paurendo mbwerengende
Amaihwe paurendo, paurendo, paurendo
Ini ndoyenda paurendo, bherengende
Amaihwe paurendo, paurendo, paurendo
Ini ndoyenda paurendo bherengende

Top 100 Genshin Impact Ringtones
Top 100 Naruto Ringtones
Top 100 One Piece Ringtones

Similar ringtones:

MORE...[+]
Top 100 Toca Toca Ringtones
Top 100 Minecraft Ringtones
Top 100 Game Bgm Ringtones
Top 100 PUBG Ringtones
Top 100 World of Warcraft Ringtones

More ringtones from Oliver Mtukudzi:

20
@Diane
150
Amai ndiri bofu ini munerino pasi (amai ndiri bofu, amai ndiri bofu) Amai ndiri bofu ini munerino pasi (amai ndiri bofu, amai ndiri bofu) Chinditungamirirawo iwe Jehovah (titungamirire, titungamirire Jehovah) Donditungamirirawo iwe Jehovah (titungamirire, titungamirire Jehovah) Vakafa vakazorora mambo munerino pasi (vakafa vakazorora mambo, vakafa vakazorora mambo) Vakafa vakazorora iwe munerino pasi (vakafa vakazorora mambo, vakafa vakazorora mambo) Chinditungamirirawo iwe Jehovah (titungamirire, titungamirire Jehovah) Donditungamirirawo iwe Jehovah (titungamirire, titungamirire Jehovah) Ah vakomana tayaura (titungamirire, titungamirire Jehovah) Umm varumewe tashupika (titungamirire, titungamirire Jehovah) (Titungamirire, titungamirire Jehovah) Titungamirire, titungamirire Jehovah (Titungamirire, titungamirire Jehovah) Titungamirire, titungamirire Jehovah (Titungamirire, titungamirire Jehovah) Titungamirire, titungamirire Jehovah (Titungamirire, titungamirire Jehovah) Titungamirire, titungamirire Jehovah
MORE...[+]

Set Chiri Nani ringtone on an Android Phone:

1. Select Download Ringtone button above.
2. Go to Settings app.
3. Select Sounds & Vibration.
4. Select Phone ringtone.
5. Select Ringtone from Internal Storage.
6. Click the Apply button.
So after only a few basic steps, you have successfully done the default ringtone on your phone running Android operating system with the pop songs you want.



Set Chiri Nani ringtone for your iPhone:

1. Select Download M4R for iPhone button above and save to your PC or Mac.
2. Connect your iPhone to your PC or Mac via its charging cable.
3. Launch iTunes and drag the .m4r to the Tones folder (Under "On My Device").
Hopefully, the guides for configuring ringtones for iPhones and Android phones will make it simple for you to replace the uninteresting default sounds on your phone with your own personal favorites.



Browse 5,000,000+ free ringtones by categories:

Thanks for letting us know
Your feedback is important in helping us keep the 1Ringtone community safe.
Close

X

#1 Ringtone App - top ringtones for free!

logo
Login with Google Login with Facebook

By joining, you agree to Terms of Service & Privacy Policy.

Upload a ringtone

You can upload MP3, WAV, M4A, OGG, M4R, ACC format files.

By selecting 'Upload' you are representing that this item is not obscene and does not otherwise violate Terms of Service, and that you own all copyrights to this item or have express permission from the copyright owner(s) to upload it.

Before uploading, please read our Privacy.